Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 21:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ndinodaro nokuti hakuna munhu ane pakaremara anobvumirwa kupirira vanhu mipiro angave bofu kana mhetamakumbo, kana ane chakaremara pauso kana pamuviri wake,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokuti munhu upi noupi wakaremara ŋgaarege kusweɗera — kana riri ɓofu, kana unokamhina, kana wakaremara paciso, kana unomutezo wakareɓesa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nokuti munhu upi noupi wakaremara ngaarege kuswedera kana riri bofu, kana unokamhina, kana wakaremara pachiso, kana uno mutezo wakarebesa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ndinodaro nokuti hakuna munhu ane pakaremara anobvumirwa kupirira vanhu mipiro angave bofu kana mhetamakumbo, kana ane chakaremara pauso kana pamuviri wake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ndinodaro nokuti hakuna munhu ane pakaremara anobvumirwa kupirira vanhu mipiro angave bofu kana mhetamakumbo, kana ane chakaremara pauso kana pamuviri wake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Hapana munhu ano urema hupi zvahwo angaswedera pedyo: hakuna bofu kana anokamhina kana akaremara;

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 21:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy