Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 21:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Taurira Aroni kuti, ‘Pazvizvarwa zvako zvose hapana munhu womhuri yekwako ane pakaremara anobvumirwa kuuya nechokudya kuzopira Mwari.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Taura naAroni, uti: Aninani wakaremara pakati paʋana ʋako pamarudzi aʋo ose, ŋgaarege kusweɗera kuʋuya neɀokudya ɀaMŋari wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Taura naAroni, uti, ‘Ani naani wakaremara pakati pavana vako pamarudzi avo ose, ngaarege kuswedera kuuya nezvokudya zvaMwari wake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Taurira Aroni kuti, ‘Pazvizvarwa zvako zvose hapana munhu womhuri yekwako ane pakaremara anobvumirwa kuuya nechokudya kuzopira Mwari.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Taurira Aroni kuti, ‘Pazvizvarwa zvako zvose hapana munhu womhuri yekwako ane pakaremara anobvumirwa kuuya nechokudya kuzopira Mwari.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “Uti kuna Aroni, ‘Kuzvizvarwa zvichatevera hakuna mumwe wezvizvarwa zvako akaremara angaswedera pedyo kuzopa zvokudya zvaMwari wake.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 21:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy