Mupiro 21:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Anofanira kuroora mhandara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ŋgaaɀitorere mukadzi iciri mhandara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ngaazvitorere mukadzi ichiri mhandara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Anofanira kuroora mhandara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Anofanira kuroora mhandara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Mukadzi waanowana anofanira kunge ari mhandara izere. Viz kapitola |