Mupiro 19:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Kana mopira chibayiro chemipiro yokuwadzana kuna Tenzi chipirei nomutoo unoita kuti chive chinogamuchirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kana mucipa Jehova ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa, munofanira kucipa kuti mugamucirwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “ ‘Kana muchipa Jehovha chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, munofanira kuchipa kuti mugamuchirwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Kana mopira chibayiro chemipiro yokuwadzana kuna Tenzi chipirei nomutoo unoita kuti chive chinogamuchirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Kana mopira chibayiro chemipiro yokuwadzana kuna Tenzi chipirei nomutoo unoita kuti chive chinogamuchirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “ ‘Kana uchipa Jehovha chibayiro chechipiriso chokuwadzana, unofanira kuchipa nenzira inoita kuti chigamuchirwe pachinzvimbo chako. Viz kapitola |