Mupiro 19:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Musadye nyama isina kusinzwa. Musaite un'anga hwokududzira mashura kana kubvunza anosvikirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Musadya cinhu cineropa raco; musaita mazaŋgo, kana kutenda mashura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Musadya chinhu chine ropa racho; musaita mazango, kana kutenda mashura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Musadye nyama isina kusinzwa. Musaite un'anga hwokududzira mashura kana kubvunza anosvikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Musadye nyama isina kusinzwa. Musaite un'anga hwokududzira mashura kana kubvunza anosvikirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “ ‘Usadya nyama ipi neipi ichine ropa. “ ‘Usaita zvokushopera kana zvouroyi. Viz kapitola |