Mupiro 18:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kana imi mukan'oresa nyika, ingadaro ikakurutsai somurutsiro wayakaita vanhu vaimbogaramo imi musati mavemo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 kuti nyika irege kukurutsai ʋo, kana muciiȿiɓisa, seɀayakarutsa ʋanhu ʋakakutaŋgirai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 kuti nyika irege kukurutsaiwo, kana muchiisvibisa, sezvayakarutsa vanhu vakakutangirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kana imi mukan'oresa nyika, ingadaro ikakurutsai somurutsiro wayakaita vanhu vaimbogaramo imi musati mavemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kana imi mukan'oresa nyika, ingadaro ikakurutsai somurutsiro wayakaita vanhu vaimbogaramo imi musati mavemo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Uye kana mukasvibisa nyika, ichakurutsirai kunze sokurutsa kwayakaita ndudzi dzaigaramo imi musati mavamo. Viz kapitola |