Mupiro 18:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Murume ngaarege kuita chakaipa nemhuka achizvin'oresa nazvo. Mukadziwo ngaarege kuita chakaipa nemhuka, ndokurasika chaikoiko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Usaʋata necipfuʋo cipi necipi kuti uɀiȿiɓise naco; nomukadzi ŋgaarege kumira pamberi pecipfuwo kuti akwirwe naco; ɀinonyaŋgadza kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Usavata nechipfuwo chipi nechipi kuti uzvisvibise nacho; nomukadzi ngaarege kumira pamberi pechipfuwo kuti akwirwe nacho; zvinonyangadza kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Murume ngaarege kuita chakaipa nemhuka achizvin'oresa nazvo. Mukadziwo ngaarege kuita chakaipa nemhuka, ndokurasika chaikoiko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Murume ngaarege kuita chakaipa nemhuka achizvin'oresa nazvo. Mukadziwo ngaarege kuita chakaipa nemhuka, ndokurasika chaikoiko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “ ‘Usasangana nemhuka uye ugozvisvibisa nayo. Mukadzi haafaniri kuzvipa kumhuka kuti asangane nayo; uku kunyangadza kukuru. Viz kapitola |