Mupiro 18:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Usatorane nomudzimai womukoma kana wemunun'una wababa vako kuzvidza babamudiki kana kuti babamukuru wako ndimaiguru kana mainini vako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Usafukura ɓaɓamunini ʋako, usasweɗera kumukadzi wake, ndimainini ʋako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Usafukura babamunini vako, usaswedera kumukadzi wake, ndimainini vako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Usatorane nomudzimai womukoma kana wemunun'una wababa vako kuzvidza babamudiki kana kuti babamukuru wako ndimaiguru kana mainini vako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Usatorane nomudzimai womukoma kana wemunun'una wababa vako kuzvidza babamudiki kana kuti babamukuru wako ndimaiguru kana mainini vako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Usazvidza mununʼuna kana mukoma wababa vako nokuswedera kumukadzi wavo kuti uvate naye; nokuti ndimaiguru kana mainini. Viz kapitola |