Mupiro 17:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi kana akarega kudzisuka kana kushamba muviri, ane mhosva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi kana asiŋgadzisuki, kana kushambidza muʋiri wake, ucafanira kuʋa nemhoȿa yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi kana asingadzisuki, kana kushambidza muviri wake, uchafanira kuva nemhosva yake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi kana akarega kudzisuka kana kushamba muviri, ane mhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi kana akarega kudzisuka kana kushamba muviri, ane mhosva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi kana akarega kusuka nguo dzake akashamba iye, achapiwa mhosva.’ ” Viz kapitola |