Mupiro 17:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndokusaka ndakataurira vaIsiraeri kuti hapana munhu pakati penyu anofanira kudya ropa kunyange mutorwa agere nemi haafaniri kudya ropa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Naiɀoɀo ndakati kuʋana ʋaIsraeri: Kurege kuʋa nomumŋe wenyu ucadya ropa, kana mutorwa upi noupi ugere pakati penyu, ŋgaarege kudya ropa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Naizvozvo ndakati kuvana vaIsiraeri, ‘Kurege kuva nomumwe wenyu uchadya ropa, kana mutorwa upi noupi ugere pakati penyu, ngaarege kudya ropa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndokusaka ndakataurira vaIsiraeri kuti hapana munhu pakati penyu anofanira kudya ropa kunyange mutorwa agere nemi haafaniri kudya ropa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndokusaka ndakataurira vaIsiraeri kuti hapana munhu pakati penyu anofanira kudya ropa kunyange mutorwa agere nemi haafaniri kudya ropa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Naizvozvo ndinoti kuvaIsraeri, “Hapana mumwe wenyu anofanira kudya ropa, uye hapana mutorwa agere pakati penyu anofanira kudya ropa.” Viz kapitola |