Mupiro 17:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “MuIsiraeri wose kana mutorwa upi zvake agere pakati pavo anodya ropa, ndichaonana nomunhu iyeyo anodya ropa ndichamuchekanisa ukama nevokwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Munhu upi noupi waʋeimba yaIsraeri, kana waʋatorwa ʋagere pakati paʋo, unodya ropa ripi neripi, ndicatoŋga munhu uyo unodya ropa, ndimubvise pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Munhu upi noupi waveimba yaIsiraeri, kana wavatorwa vagere pakati pavo, unodya ropa ripi neripi, ndichatonga munhu uyo unodya ropa, ndimubvise pakati porudzi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “MuIsiraeri wose kana mutorwa upi zvake agere pakati pavo anodya ropa, ndichaonana nomunhu iyeyo anodya ropa ndichamuchekanisa ukama nevokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “MuIsiraeri wose kana mutorwa upi zvake agere pakati pavo anodya ropa, ndichaonana nomunhu iyeyo anodya ropa ndichamuchekanisa ukama nevokwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “ ‘MuIsraeri upi zvake kana mutorwa agere pakati pavo anodya ropa ripi zvaro ndichanangana nomunhu iyeye anodya ropa uye ndichamubvisa pakati pavanhu vokwake. Viz kapitola |