Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 15:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Kana ropa rake ramira kubuda ngaambogara kwamazuva manomwe, kana mazuva iwayo apera, achava munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Asi kana anatswa pakuyerera kwake, unofanira kuɀitarira mazuʋa manomŋe; kana iwo apera ucaʋa wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Asi kana anatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe; kana iwo apera uchava wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Kana ropa rake ramira kubuda ngaambogara kwamazuva manomwe, kana mazuva iwayo apera, achava munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Kana ropa rake ramira kubuda ngaambogara kwamazuva manomwe, kana mazuva iwayo apera, achava munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 “ ‘Kana achinge acheneswa kubva pakuerera kwake anofanira kuverenga mazuva manomwe, mushure maizvozvo achava akachena.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 15:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy