Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 15:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Kana munhurume akavata nomukadzi iyeyo akatapukirwa nezvinomun'oresa achapedza mazuva manomwe ari munhu akan'ora. Chii zvacho chaanovatawo chinon'orawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ʋuye murume upi noupi kana akaʋata naye aciri pakusanaka kwake, ucaʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe; nhoʋo dzose dzaanoʋata pamsoro padzo dzicaʋa dzisina‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Uye murume upi noupi kana akavata naye achiri pakusanaka kwake, uchava usina kunaka mazuva manomwe; nhoo dzose dzaanovata pamusoro padzo dzichava dzisina kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Kana munhurume akavata nomukadzi iyeyo akatapukirwa nezvinomun'oresa achapedza mazuva manomwe ari munhu akan'ora. Chii zvacho chaanovatawo chinon'orawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Kana munhurume akavata nomukadzi iyeyo akatapukirwa nezvinomun'oresa achapedza mazuva manomwe ari munhu akan'ora. Chii zvacho chaanovatawo chinon'orawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 “ ‘Kana murume akavata naye uye kuerera kwake kwomwedzi kukasangana naye, achava asina kuchena kwamazuva manomwe, kunyange mubhedha waanovata pauri uchava usina kuchena.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 15:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy