Mupiro 14:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 mupristi ngaandoiona. Kana mavara echiundudzi ichocho apararira, nemba iyoyo, chinenge chiri chiundudzi chechirwere chinoparadza, imba iyoyo yaton'ora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 muprista unofanira kupinda nokucerekedza; kana akaʋona kuti hosha yapararira mumba, ndiwo maperembudzi akaipa kwaɀo, yaʋa yakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 mupristi anofanira kupinda nokucherekedza; kana akaona kuti hosha yapararira mumba, ndiwo maperembudzi akaipa kwazvo, yava yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 mupristi ngaandoiona. Kana mavara echiundudzi ichocho apararira, nemba iyoyo, chinenge chiri chiundudzi chechirwere chinoparadza, imba iyoyo yaton'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 mupristi ngaandoiona. Kana mavara echiundudzi ichocho apararira, nemba iyoyo, chinenge chiri chiundudzi chechirwere chinoparadza, imba iyoyo yaton'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 muprista anofanira kuenda kunozvinanʼanidza. Kana maperembudzi apararira ihosha inoparadza, imba haina kuchena. Viz kapitola |