Mupiro 14:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 “Mupristi ngaati madziro ose omukati memba iyoyo aparwe. Zvakwakwanuka zvacho ngazvindorasirwa kunze kweguta kunorasirwa marara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 ipapo ŋgaaraire kuti imba iparwe mukati mayo kunhiʋi dzose, mavu aʋanopara agoɗururirwa kunze kweguta panɀimbo isina‐kunaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 ipapo ngaaraire kuti imba iparwe mukati mayo kunhivi dzose, mavhu avanopara agodururirwa kunze kweguta panzvimbo isina kunaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 “Mupristi ngaati madziro ose omukati memba iyoyo aparwe. Zvakwakwanuka zvacho ngazvindorasirwa kunze kweguta kunorasirwa marara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 “Mupristi ngaati madziro ose omukati memba iyoyo aparwe. Zvakwakwanuka zvacho ngazvindorasirwa kunze kweguta kunorasirwa marara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Ipapo ngaarayire kuti madziro ose omukati memba aparwe uye zvaparwa zvigoraswa kunzvimbo isina kuchena kunze kweguta. Viz kapitola |