Mupiro 14:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 muridzi wayo ngaauye kumupristi amutaurire kuti, ‘Ndiri kuona zvinenge chiundudzi chechirwere mumba mangu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 muridzi weimba unofanira kuʋuya kuzoʋudza muprista, aciti: Ndinoʋona kuti imba yaŋgu ineŋge inehosha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 muridzi weimba anofanira kuuya kuzoudza mupristi, achiti, ‘Ndinoona kuti imba yangu inenge ine hosha.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 muridzi wayo ngaauye kumupristi amutaurire kuti, ‘Ndiri kuona zvinenge chiundudzi chechirwere mumba mangu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 muridzi wayo ngaauye kumupristi amutaurire kuti, ‘Ndiri kuona zvinenge chiundudzi chechirwere mumba mangu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 muridzi weimba anofanira kuenda kundoudza muprista kuti, ‘Ndaona chimwe chinhu chinenge maperembudzi mumba mangu.’ Viz kapitola |