Mupiro 14:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 “Kana masvika munyika yeKanani yandiri kukupai kuti ive yenyu, ndikaita kuti imba yomunhu ive nechiundudzi chechirwere munyika yenyu imomo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Kana maȿika kunyika yeKanani, iyo yandakupai, kuti iʋe yenyu, kana ndikaisa hosha yamaperembudzi muimba yenyika yenyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 “Kana masvika kunyika yeKanani, iyo yandakupai, kuti ive yenyu, kana ndikaisa hosha yamaperembudzi muimba yenyika yenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 “Kana masvika munyika yeKanani yandiri kukupai kuti ive yenyu, ndikaita kuti imba yomunhu ive nechiundudzi chechirwere munyika yenyu imomo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 “Kana masvika munyika yeKanani yandiri kukupai kuti ive yenyu, ndikaita kuti imba yomunhu ive nechiundudzi chechirwere munyika yenyu imomo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 “Kana mapinda munyika yeKenani iyo yandiri kukupai senhaka, ndikaita chirwere chinopararira chamaperembudzi muimba iri munyika iyoyo, Viz kapitola |