Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 14:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Mupristi ngaapire njiva kana hangaiwa dzichiri duku, dzaangakwanise kuwana,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino unofanira kuɓayira njiʋa imŋe, kana kana kenjiʋa, seɀaanogona kuwana;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino anofanira kubayira njiva imwe, kana kana kenjiva, sezvaanogona kuwana;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Mupristi ngaapire njiva kana hangaiwa dzichiri duku, dzaangakwanise kuwana,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Mupristi ngaapire njiva kana hangaiwa dzichiri duku, dzaangakwanise kuwana,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Ipapo achabayira njiva kana hangaiwa diki izvo zvaanogona kuwana,

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 14:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy