Mupiro 13:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mupristi ngaongororezve kana akaona kuti matuzu acho apararira neganda, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chinenge chiri chirwere chamapere. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ɀino muprista unofanira kucerekedza; kana akaʋona kuti pakafunuka panyeŋga paganda, ipapo muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka, maperembudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 zvino mupristi anofanira kucherekedza; kana akaona kuti pakafunuka panyenga paganda, ipapo mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka, maperembudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mupristi ngaongororezve kana akaona kuti matuzu acho apararira neganda, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chinenge chiri chirwere chamapere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mupristi ngaongororezve kana akaona kuti matuzu acho apararira neganda, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chinenge chiri chirwere chamapere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Muprista anofanira kumuongorora, uye kana tumapundu twapararira neganda, achazivisa kuti haana kuchena; chirwere chinotapukira. Viz kapitola |