Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Asi kana chiundudzi ichocho chikamukirira pahanzu iyoyo, yakarukwa kana yedehwe chichipararira nehanzu iyoyo ipisei nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

57 asi kana ikaramba iciʋonekwa paŋguʋo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pacinhu cipi necipi ceɗebge, ihosha inoɓuɗa; unofanira kupisa cinhu ico cinehosha nomŋoto;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

57 asi kana ikaramba ichionekwa panguo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe, ihosha inobuda; anofanira kupisa chinhu icho chine hosha nomoto;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Asi kana chiundudzi ichocho chikamukirira pahanzu iyoyo, yakarukwa kana yedehwe chichipararira nehanzu iyoyo ipisei nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

57 Asi kana chiundudzi ichocho chikamukirira pahanzu iyoyo, yakarukwa kana yedehwe chichipararira nehanzu iyoyo ipisei nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

57 Asi kana zvikabuda zvakare pachipfeko, kana pamucheka wakarukwa, kana pachinhu chedehwe, zviri kupararira uye chose chine maperembudzi chinofanira kupiswa nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:57

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy