Mupiro 13:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 mupristi ngaamuongororezve. Kana chisasa ichocho chapararira neganda, mupristi ngaarege zvake kuswerombotsvaka vhudzi rakatsvukuruka, munhu iyeyo akan'ora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 muprista unofanira kumucerekedza; kana akaʋona kuti pakafunuka panyeŋga paganda, ŋgaarege hake kutȿaka mvere tȿuku dzakaita secena; haana‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 mupristi anofanira kumucherekedza; kana akaona kuti pakafunuka panyenga paganda, ngaarege hake kutsvaka mvere tsvuku dzakaita sechena; haana kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 mupristi ngaamuongororezve. Kana chisasa ichocho chapararira neganda, mupristi ngaarege zvake kuswerombotsvaka vhudzi rakatsvukuruka, munhu iyeyo akan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 mupristi ngaamuongororezve. Kana chisasa ichocho chapararira neganda, mupristi ngaarege zvake kuswerombotsvaka vhudzi rakatsvukuruka, munhu iyeyo akan'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 muprista anofanira kumuongorora, uye kana kuvava kwapararira neganda, muprista haafaniri kutsvaga bvudzi renhundurwa, nokuti munhu iyeye haana kuchena. Viz kapitola |