Mupiro 13:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 mupristi ngaaongorore chironda ichocho. Kana chichinge chakadzika kupfuura ganda, vhudzi repo rakachenuruka rakaserekana chisasa chacho chirwere chamapere, chomumusoro kana kuti chapachirebvu. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 muprista unofanira kucerekedza hosha; kana akaʋona kuti yakapinda mukati, pasi peganda, mvere dziri’po dziri tȿuku dzakaita secena, dziri nhete, muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; pafunuka, ndiwo maperembudzi omusoro kana endebvu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 mupristi anofanira kucherekedza hosha; kana akaona kuti yakapinda mukati, pasi peganda, mvere dziripo dziri tsvuku dzakaita sechena, dziri nhete, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; pafunuka, ndiwo maperembudzi omusoro kana endebvu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 mupristi ngaaongorore chironda ichocho. Kana chichinge chakadzika kupfuura ganda, vhudzi repo rakachenuruka rakaserekana chisasa chacho chirwere chamapere, chomumusoro kana kuti chapachirebvu. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 mupristi ngaaongorore chironda ichocho. Kana chichinge chakadzika kupfuura ganda, vhudzi repo rakachenuruka rakaserekana chisasa chacho chirwere chamapere, chomumusoro kana kuti chapachirebvu. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 muprista anofanira kuongorora chironda, uye kana chichiratidza kudzika kudarika ganda, uye bvudzi riri machiri riri renhundurwa uye riri dete, muprista achazivisa kuti munhu iyeye haana kuchena, kuvava, chirwere chinotapukira chomusoro kana chechirebvu. Viz kapitola |