Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mupristi ngaaongorore pakazvimba ipapo. Kana aona mvere dzakachenuruka chirwere chacho chakadzika kupfuura ganda rake, chirwere chamapere. Kana mupristi apedza kuongorora ganda romunhu iyeyo, ngaachimuti ava munhu akan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 muprista ɀino unofanira kucerekedza hosha iri paganda romuʋiri wake; kana mvere dziri panehosha dzakashanduka dzikaʋa cena, hosha ikaʋonekwa kuti yakapinda kwaɀo mukati meganda romuʋiri wake, ihosha yamaperembudzi; muprista ŋgaamucerekedze, agoreʋa kuti haana‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 mupristi zvino anofanira kucherekedza hosha iri paganda romuviri wake; kana mvere dziri pane hosha dzakashanduka dzikava chena, hosha ikaonekwa kuti yakapinda kwazvo mukati meganda romuviri wake, ihosha yamaperembudzi; mupristi ngaamucherekedze, agoreva kuti haana kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mupristi ngaaongorore pakazvimba ipapo. Kana aona mvere dzakachenuruka chirwere chacho chakadzika kupfuura ganda rake, chirwere chamapere. Kana mupristi apedza kuongorora ganda romunhu iyeyo, ngaachimuti ava munhu akan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mupristi ngaaongorore pakazvimba ipapo. Kana aona mvere dzakachenuruka chirwere chacho chakadzika kupfuura ganda rake, chirwere chamapere. Kana mupristi apedza kuongorora ganda romunhu iyeyo, ngaachimuti ava munhu akan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Muprista achatarisa chironda chiri paganda rake, uye kana bvudzi riri pachironda rachena uye ronda roratidza kudzika kudarika paganda, chirwere cheganda chinotapukira. Kana muprista akamuongorora achamuzivisa kuvanhu somunhu asina kuchena.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy