Mupiro 13:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kumuongorora. Kana zvichipararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora; chirwere chamapere ichocho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino muprista unofanira kumucerekedza nezuʋa recinomŋe; kana pakaramba pacinyeŋga paganda, muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; ihosha yamaperembudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino mupristi anofanira kumucherekedza nezuva rechinomwe; kana pakaramba pachinyenga paganda, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha yamaperembudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kumuongorora. Kana zvichipararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora; chirwere chamapere ichocho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kumuongorora. Kana zvichipararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora; chirwere chamapere ichocho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Pazuva rechinomwe muprista anofanira kumuongorora uye kana zvichipararira neganda, muprista achazivisa kuti haana kuchena; chirwere chinotapukira cheganda. Viz kapitola |