Mupiro 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi kana mupristi akaongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka, pasinawo kudzika kupfuura ganda pakangosvibasviba kuchenuruka, mupristi ngaamugarise kwake oga kwamazuva monomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi kana muprista akapacerekedza, akaʋona kuti hakunemvere cena ipapo, pasina‐kudzika pasi peganda, asi paʋa nani; muprista unofanira kumupfigira mazuʋa manomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Asi kana mupristi akapacherekedza, akaona kuti hakuna mvere chena ipapo, pasina kudzika pasi peganda, asi pava nani; mupristi anofanira kumupfigira mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi kana mupristi akaongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka, pasinawo kudzika kupfuura ganda pakangosvibasviba kuchenuruka, mupristi ngaamugarise kwake oga kwamazuva monomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi kana mupristi akaongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka, pasinawo kudzika kupfuura ganda pakangosvibasviba kuchenuruka, mupristi ngaamugarise kwake oga kwamazuva monomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi kana muprista achiongorora, pasina bvudzi jena pachiri uye paserera, ipapo muprista anofanira kumugarisa oga kwamazuva manomwe. Viz kapitola |