Mupiro 13:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi kana ronda racho rikazosanduka zvakare, rochenuruka, ngaauye kumupristi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kana nyama yakatȿuka ikashanduka ɀe, ikaita cena, unofanira kuʋuya kumuprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Kana nyama yakatsvuka ikashandukazve, ikaita chena, anofanira kuuya kumupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi kana ronda racho rikazosanduka zvakare, rochenuruka, ngaauye kumupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi kana ronda racho rikazosanduka zvakare, rochenuruka, ngaauye kumupristi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zvikaitika kuti ronda richeneruke, anofanira kuenda kumuprista. Viz kapitola |