Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mupristi ngaapire kuna Tenzi mupiro wokupfupira zvitadzo zvomukadzi iyeyo, achabva achenurwa pauzvere hwake. Iwoyu ndiwo mutemo wezvemukadzi anenge asununguka mwana mukomana kana musikana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 agociɓayira pamberi paJehova, kumuyananisira; ɀino wanatswa pakuyerera kweropa rake. Ndiwo murairo kunounopona mŋana womukomana kana womusikana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 agochibayira pamberi paJehovha, kumuyananisira; zvino wanatswa pakuyerera kweropa rake. Ndiwo murayiro kunounopona mwana womukomana kana womusikana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mupristi ngaapire kuna Tenzi mupiro wokupfupira zvitadzo zvomukadzi iyeyo, achabva achenurwa pauzvere hwake. Iwoyu ndiwo mutemo wezvemukadzi anenge asununguka mwana mukomana kana musikana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mupristi ngaapire kuna Tenzi mupiro wokupfupira zvitadzo zvomukadzi iyeyo, achabva achenurwa pauzvere hwake. Iwoyu ndiwo mutemo wezvemukadzi anenge asununguka mwana mukomana kana musikana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Achazvibayira pamberi paJehovha kuti agomuyananisira, achava akacheneswa kubva pakubuda ropa kwake. “ ‘Iyi ndiyo mirayiro yomukadzi anobatsirwa nomwanakomana kana mwanasikana.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 12:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy