Mupiro 11:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Munhu anodya nyama yayo, ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Munhu anotakura chitunha chayo ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Unodya citunha cayo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; nomunhu unotakura citunha cayo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Unodya chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko; nomunhu unotakura chitunha chayo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Munhu anodya nyama yayo, ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Munhu anotakura chitunha chayo ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Munhu anodya nyama yayo, ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Munhu anotakura chitunha chayo ngaasuke hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Munhu wose achadya imwe nyama yacho anofanira kusuka nguo dzake agova asina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitola |