Mupiro 11:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvokudya zvinenge zvadirwa mvura yabva mumudziyo iwoyo zvaton'ora chero chokunwa chinenge chirimo chaton'orawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀokudya ɀose ɀiri’mo ɀiŋgadyiwa, kana ɀaɗirwa mvura, ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka; neɀinonwiwa ɀose ɀiri muhari iyo ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Zvokudya zvose zvirimo zvingadyiwa, kana zvadirwa mvura, zvinofanira kuva zvisina kunaka; nezvinonwiwa zvose zviri muhari iyo zvinofanira kuva zvisina kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvokudya zvinenge zvadirwa mvura yabva mumudziyo iwoyo zvaton'ora chero chokunwa chinenge chirimo chaton'orawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvokudya zvinenge zvadirwa mvura yabva mumudziyo iwoyo zvaton'ora chero chokunwa chinenge chirimo chaton'orawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Chokudya chipi zvacho chinogona kudyiwa, asi chine mvura pachiri, yabva muhari iyoyo chichava chisina kuchena uye kana chipi zvacho chinganwiwa kubva imomo hachina kuchena. Viz kapitola |