Mupiro 11:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mumudziyo wevhu upi noupi zvawo machinenge chadonhera, zvose zvinenge zvirimo zvaton'ora, putsai mudziyo iwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Hari imŋe neimŋe yevu yawirwa mukati mayo necimŋe caɀo, ɀose ɀiri mukati mayo ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka, naiyo munofanira kuiputsa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Hari imwe neimwe yevhu yawirwa mukati mayo nechimwe chazvo, zvose zviri mukati mayo zvinofanira kuva zvisina kunaka, naiyo munofanira kuiputsa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mumudziyo wevhu upi noupi zvawo machinenge chadonhera, zvose zvinenge zvirimo zvaton'ora, putsai mudziyo iwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mumudziyo wevhu upi noupi zvawo machinenge chadonhera, zvose zvinenge zvirimo zvaton'ora, putsai mudziyo iwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Kana chimwe chazvo chikawira muhari yevhu, zvose zviri mairi zvichava zvisina kuchena, uye munofanira kuputsa hari yacho. Viz kapitola |