Mupiro 11:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Izvozvi zvakan'ora kwamuri pakati pezvose zvinoita bvakanyira. Ani zvake anenge abata zvitunha zvazvo, achava akan'ora kudzamara zuva ridoke. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Iɀoɀo ɀinofanira kuʋa ɀisakanaka kwamuri pakati peɀose ɀinokambaira; aninani unoɀiɓata kana ɀakafa ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Izvozvo zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri pakati pezvose zvinokambaira; ani naani unozvibata kana zvakafa uchava usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Izvozvi zvakan'ora kwamuri pakati pezvose zvinoita bvakanyira. Ani zvake anenge abata zvitunha zvazvo, achava akan'ora kudzamara zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Izvozvi zvakan'ora kwamuri pakati pezvose zvinoita bvakanyira. Ani zvake anenge abata zvitunha zvazvo, achava akan'ora kudzamara zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Pane zvose zvinokambaira panyika, izvi hazvina kuchena kwamuri. Asi ani naani anozvibata kana zvafa achava akasviba kusvikira manheru. Viz kapitola |