Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Kwamuri, zvakaipa kwazvo, musadye nyama yazvo kana kubata zvako zvitunha zvazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ŋgaɀiʋe ɀinonyaŋgadza kwamuri; musadya nyama yaɀo, neɀitunha ɀaɀo ɀinofanira kuʋa cinhu cinonyaŋgadza kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ngazvive zvinonyangadza kwamuri; musadya nyama yazvo, nezvitunha zvazvo zvinofanira kuva chinhu chinonyangadza kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Kwamuri, zvakaipa kwazvo, musadye nyama yazvo kana kubata zvako zvitunha zvazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Kwamuri, zvakaipa kwazvo, musadye nyama yazvo kana kubata zvako zvitunha zvazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Uye sezvo zvichinyangadza kwamuri hamufaniri kudya nyama yazvo uye munofanira kusema zvitunha zvazvo.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 11:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy