Mupiro 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu iyeyo ngaaise ruoko rwake pamusoro wechibayiro chokupisa ichocho. Chibayiro ichocho chichatora nzvimbo yake kuti chipfupire zvitadzo zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ŋgaaise ruʋoko rwake pamusoro wecipiriso cinopiswa, kuti cigamucirwe panɀimbo yake, cimuyananisire. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino ngaaise ruoko rwake pamusoro wechipiriso chinopiswa, kuti chigamuchirwe panzvimbo yake, chimuyananisire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu iyeyo ngaaise ruoko rwake pamusoro wechibayiro chokupisa ichocho. Chibayiro ichocho chichatora nzvimbo yake kuti chipfupire zvitadzo zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Munhu iyeyo ngaaise ruoko rwake pamusoro wechibayiro chokupisa ichocho. Chibayiro ichocho chichatora nzvimbo yake kuti chipfupire zvitadzo zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Anofanira kuisa ruoko rwake pamusoro pechibayiro chinopiswa uye chichagamuchirwa chakamumirira iye kuti chimuyananisire. Viz kapitola |