Muparidzi 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nzizi dzose dzinoyerera kugungwa asi gungwa harizari. Nzizi kwadzinoyerera dzinoyererazve ikoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nzizi dzose dzinoɗira muguŋgwa, kunyaŋge ɀakaɗaro guŋgwa harizari; kunɀimbo kunoenda nzizi, ndiko kwadzinodzokera ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nzizi dzose dzinodira mugungwa, kunyange zvakadaro gungwa harizari; kunzvimbo kunoenda nzizi, ndiko kwadzinodzokerazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nzizi dzose dzinoyerera kugungwa asi gungwa harizari. Nzizi kwadzinoyerera dzinoyererazve ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Nzizi dzose dzinoyerera kugungwa asi gungwa harizari. Nzizi kwadzinoyerera dzinoyererazve ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nzizi dzose dzinodira mugungwa, kunyange zvakadaro gungwa harizari. Kunzvimbo kwadzinobva nzizi, ikoko ndiko kwadzinodzokerazve. Viz kapitola |