Muparidzi 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chimwe chizvarwa chinoenda chimwewo chizvarwa chichiuya asi nyika inoramba iripo chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Rudzi rumŋe runoenda, rumŋe rudzi runoʋuya; asi pasi panoŋgogara’po nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Rudzi rumwe runoenda, rumwe rudzi runouya; asi pasi panongogarapo nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chimwe chizvarwa chinoenda chimwewo chizvarwa chichiuya asi nyika inoramba iripo chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Chimwe chizvarwa chinoenda chimwewo chizvarwa chichiuya asi nyika inoramba iripo chete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvizvarwa zvinouya uye zvizvarwa zvinoenda, asi nyika inogara nokusingaperi. Viz kapitola |