Muparidzi 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chandinodariro ndechokuti ungwaru hukawanda nhamowo dzinobva dzaita murwi kuwanda. Anozviwanzira ruzivo anozviwanzirawo matambudziko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti muʋucenjeri ʋuzhinji munokucema kuzhinji; ʋuye, unowedzera ziʋo, unowedzera shuŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti muuchenjeri huzhinji munokuchema kuzhinji; uye anowedzera zivo, anowedzera shungu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chandinodariro ndechokuti ungwaru hukawanda nhamowo dzinobva dzaita murwi kuwanda. Anozviwanzira ruzivo anozviwanzirawo matambudziko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chandinodariro ndechokuti ungwaru hukawanda nhamowo dzinobva dzaita murwi kuwanda. Anozviwanzira ruzivo anozviwanzirawo matambudziko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti muuchenjeri huzhinji mune kusuwa kuzhinji; kuwanda kwezivo, kuwandawo kwokuchema. Viz kapitola |