Muparidzi 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndakambozvifunga zvangu mumwoyo ndichiti, “Ini ndakawana ungwaru hunokunda vamwe vose vakanditangira kuva vatongi veJerusaremu. Zvakanyatsondipindawo mumwoyo kuti chinonzi ungwaru chii uye kuti chinonzi ruzivo chii.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndakataurirana nomŋoyo waŋgu, ndiciti: Tarira ndaɀiwanira ʋucenjeri ʋukuru, kukunda ʋose ʋakanditaŋgira paJerusarema; ɀirokwaɀo mŋoyo waŋgu wakaʋona ʋucenjeri ʋuzhinji neziʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ndakataurirana nomwoyo wangu, ndichiti, “Tarira ndazviwanira uchenjeri hukuru, kukunda vose vakanditangira paJerusaremu; zvirokwazvo mwoyo wangu wakaona uchenjeri huzhinji nezivo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndakambozvifunga zvangu mumwoyo ndichiti, “Ini ndakawana ungwaru hunokunda vamwe vose vakanditangira kuva vatongi veJerusaremu. Zvakanyatsondipindawo mumwoyo kuti chinonzi ungwaru chii uye kuti chinonzi ruzivo chii.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndakambozvifunga zvangu mumwoyo ndichiti, “Ini ndakawana ungwaru hunokunda vamwe vose vakanditangira kuva vatongi veJerusaremu. Zvakanyatsondipindawo mumwoyo kuti chinonzi ungwaru chii uye kuti chinonzi ruzivo chii.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndakafunga mumwoyo mangu ndikati, “Tarira, ndazviwanira uchenjeri hwakawanda kupfuura vose vakanditangira kutonga muJerusarema; ndava nouchenjeri uye noruzivo rwakawanda.” Viz kapitola |