Muparidzi 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Chakakombama hachitasanudziki chisipo hachigone kuverengwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Cakakombama hacibviri kururamiswa; cinoshaikwa hacibviri kuʋereŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Chakakombama hachibviri kururamiswa; chinoshaikwa hachibviri kuverengwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Chakakombama hachitasanudziki chisipo hachigone kuverengwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Chakakombama hachitasanudziki chisipo hachigone kuverengwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Chakakombamiswa hachingatwasanudzwi; chinoshayikwa hachingaverengwi. Viz kapitola |