Online Bible

- Reklamy -

Muparidzi 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndakatarisa mabasa ose anoitwa pasi pezuva ndikaona zvangu kuti zvose hazvinzwisisiki uye kuti kunongova kudzingirirana nemhepo zvako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ndakaʋona maɓasa ose anoitwa pasi pezuʋa; tarirai, ɀose haɀinamaturo, ndiko kudziŋgana nemhepo ɓedzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ndakaona mabasa ose anoitwa pasi pezuva; tarirai, zvose hazvina maturo, ndiko kudzingana nemhepo bedzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndakatarisa mabasa ose anoitwa pasi pezuva ndikaona zvangu kuti zvose hazvinzwisisiki uye kuti kunongova kudzingirirana nemhepo zvako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ndakatarisa mabasa ose anoitwa pasi pezuva ndikaona zvangu kuti zvose hazvinzwisisiki uye kuti kunongova kudzingirirana nemhepo zvako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ndakaona zvinhu zvose zvinoitwa pasi pezuva; zvose hazvo hazvina maturo, kudzingana nemhepo bedzi.

Viz kapitola kopírovat

Muparidzi 1:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy