Online Bible

- Reklamy -

Muparidzi 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Hakuna chete anoyeuka zvinhu zvakare. Hakunawo achazoyeuka panevachauya mushure macho. Uye kuyeuka pachange pasina pakati pane vachauya mushure machowo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Marudzi akapfuʋura haacaraŋgarirwi; namarudzi acazoteʋera, haaŋgatoŋgoraŋgarirwi naʋanozoʋateʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Marudzi akapfuura haacharangarirwi; namarudzi achazotevera, haangatongorangarirwi navanozovatevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Hakuna chete anoyeuka zvinhu zvakare. Hakunawo achazoyeuka panevachauya mushure macho. Uye kuyeuka pachange pasina pakati pane vachauya mushure machowo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Hakuna chete anoyeuka zvinhu zvakare. Hakunawo achazoyeuka panevachauya mushure macho. Uye kuyeuka pachange pasina pakati pane vachauya mushure machowo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Vanhu vakare havacharangarirwi; uye kunyange vanovatevera, havachazorangarirwi nevanozotevera.

Viz kapitola kopírovat

Muparidzi 1:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy