Mika 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Wakanakisisa chaizvo pakati pavo akaita sorukato ari pachokwadi chaipo wacho akaita soruzhowa rweminzwa. Rasvika zuva riya rokurangwa zuva renharirire zvokukangaidzwa kwenyu zvauya zvino. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Wakanaka kupfuʋura ʋose wakaita sorukato, wakarurama kupfuʋura ʋose unopfuʋura ruzhowa rweminzwa; zuʋa renharirire dzenyu raȿika, iro zuʋa rokurobga kwenyu, ɀino kukaŋganiswa kwaʋo kucaʋa’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akanaka kupfuura vose akaita sorukato, akarurama kupfuura vose anopfuura ruzhowa rweminzwa; zuva renharirire dzenyu rasvika, iro zuva rokurohwa kwenyu, zvino kukanganiswa kwavo kuchavapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Wakanakisisa chaizvo pakati pavo akaita sorukato ari pachokwadi chaipo wacho akaita soruzhowa rweminzwa. Rasvika zuva riya rokurangwa zuva renharirire zvokukangaidzwa kwenyu zvauya zvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Wakanakisisa chaizvo pakati pavo akaita sorukato ari pachokwadi chaipo wacho akaita soruzhowa rweminzwa. Rasvika zuva riya rokurangwa zuva renharirire zvokukangaidzwa kwenyu zvauya zvino. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akanaka kupfuura vose akangoita sorukato, vakarurama kupfuura vose vakaipa kupfuura ruzhowa rweminzwa. Zuva renharirire dzenyu rasvika, zuva rokushanyirwa kwenyu naMwari. Zvino ino ndiyo nguva yokukanganiswa kwavo. Viz kapitola |