Online Bible

- Reklamy -

Mika 7:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Maiwe zvangu inga ndawira ini, nokuti ndaita senguva yezhizha iya yokunge michero yapera kutanhwa, senguva yokunge magirepisi apera kufuhwiwa, kusisina zvako kana chisumbu chokuti udye, kusisinawo maonde okutangisisa kuibva andinodisisa aya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ndinenhamo ini! nokuti ndaʋa sapaŋguʋa kana ɀiɓereko ɀezhezha ɀakohwiwa, kana ɀakasara ɀamazambiriŋga ɀaʋuŋganidzwa; hakucinesumbu rimŋe riŋgadyiwa, mŋeya waŋgu unopaŋga ʋonde rinotaŋga kuibva.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Ndine nhamo ini! Nokuti ndava sapanguva kana michero yakapera kukohwiwa, kana zvakasara zvamazambiringa zvaunganidzwa; hakuchine sumbu rimwe ringadyiwa, mweya wangu unopanga muchero womuonde waibva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Maiwe zvangu inga ndawira ini, nokuti ndaita senguva yezhizha iya yokunge michero yapera kutanhwa, senguva yokunge magirepisi apera kufuhwiwa, kusisina zvako kana chisumbu chokuti udye, kusisinawo maonde okutangisisa kuibva andinodisisa aya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Inhamoi yandinayo! Ndafanana nouya anounganidza michero yezhizha inosara mumunda wemizambiringa pakukohwa; hapana sumbu ramazambiringa rokudya, kana maonde okutanga andinopanga.

Viz kapitola kopírovat

Mika 7:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy