Mika 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kana munhu akafamba zvake achitaura mwando zvawo enhema achiti, ‘Regai ndikutaurirei kuti waini nedoro zvichabooka,’ iyeyo ndiye angatova zvake ava muporofita wavanhu ava. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kana munhu ari’po, unofambira mhepo nenhema, unoreʋa nhema aciti: Ndicakuprofitera ɀewaini neɀinonwiwa ɀinoɓata, ndiye ucaʋa muprofita waʋanhu aʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Kana munhu aripo, anofambira mhepo nenhema, anoreva nhema achiti, ‘Ndichakuporofitera zvewaini nezvinonwiwa zvinobata,’ ndiye achava muporofita wavanhu ava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kana munhu akafamba zvake achitaura mwando zvawo enhema achiti, ‘Regai ndikutaurirei kuti waini nedoro zvichabooka,’ iyeyo ndiye angatova zvake ava muporofita wavanhu ava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Kana munhu akafamba zvake achitaura mwando zvawo enhema achiti, ‘Regai ndikutaurirei kuti waini nedoro zvichabooka,’ iyeyo ndiye angatova zvake ava muporofita wavanhu ava. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kana munyepi nomunyengeri akauya oti, ‘Ndichakuprofitirai waini zhinji nedoro,’ iyeyu achava muprofita wavanhu ava! Viz kapitola |