Mika 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Simukai muende nokuti pano hapasisiri pokugara pamusana pokun'ora kunoparadzwa zvikuru kwazvo kuchaita kuti iparadzwe zvachose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Simukai, muende, nokuti haizi nɀimbo yokuzorora pano, nemhaka yetȿina inoparadza nokuparadza kwakaipa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Simukai, muende, nokuti haizi nzvimbo yokuzorora pano, nemhaka yetsvina inoparadza nokuparadza kwakaipa kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Simukai muende nokuti pano hapasisiri pokugara pamusana pokun'ora kunoparadzwa zvikuru kwazvo kuchaita kuti iparadzwe zvachose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Simukai muende nokuti pano hapasisiri pokugara pamusana pokun'ora kunoparadzwa zvikuru kwazvo kuchaita kuti iparadzwe zvachose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Simukai, ibvai pano! Nokuti ino haisi nzvimbo yenyu yokuzororera, nokuti yakasvibiswa, yakaparadzwa zvisingagadziriki. Viz kapitola |