Mateo 8:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Hero dutu guru remhepo rakamuka mugungwa zvokuti igwa rakanga rava kuda kunyudzwa namasaisai, asi Jesu akanga akakotsira zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ipapo ɗutu guru remhepo rikamuka muguŋgwa, nokuɗaro igwa rakafukidzwa namafuŋgu; asi iye wakaŋga aʋete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Ipapo dutu guru rikamuka mugungwa, nokudaro igwa rakafukidzwa namafungu; asi iye akanga avete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Hero dutu guru remhepo rakamuka mugungwa zvokuti igwa rakanga rava kuda kunyudzwa namasaisai, asi Jesu akanga akakotsira zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Hero dutu guru remhepo rakamuka mugungwa zvokuti igwa rakanga rava kuda kunyudzwa namasaisai, asi Jesu akanga akakotsira zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Pakarepo, dutu guru rakamuka pagungwa zvokuti mafungu egungwa akapfachukira pamusoro peigwa. Asi Jesu akanga avete. Viz kapitola |