Mateo 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Imwe nyanzvi yomutemo yakauya ikati kwaari, “Mudzidzisi ini ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino mumŋe munyori akaʋuya akati kwaari: Mudzidzisi, ndicakuteʋerai kwose kwamunoenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino mumwe munyori akauya akati kwaari, “Mudzidzisi, ndichakuteverai kwose kwamunoenda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Imwe nyanzvi yomutemo yakauya ikati kwaari, “Mudzidzisi ini ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Imwe nyanzvi yomutemo yakauya ikati kwaari, “Mudzidzisi ini ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo mumwe mudzidzisi womurayiro akauya kwaari akati, “Mudzidzisi, ndichakuteverai kwose kwamunoenda.” Viz kapitola |