Mateo 8:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Jesu, wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji ʋakamukomba, akaraira kuti ʋayambukire mhiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Jesu, akati achiona vanhu vazhinji vakamukomba, akaraira kuti vayambukire mhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Jesu akati aona vanhu vazhinji vakamukomberedza akarayira kuti vayambuke vaende kune rimwe divi regungwa. Viz kapitola |