Online Bible

- Reklamy -

Mateo 8:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Wakati aɓuruka pagomo, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Akati aburuka pagomo, vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu paakaburuka mugomo muya, vanhu vazhinji zhinji vakamutevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Akati aburuka kubva mugomo, vanhu vazhinji vakamutevera.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 8:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy