Mateo 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvose zvamungade kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo saizvozvo nokuti uyu ndiwo mutemo navaporofita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Saka ɀinhu ɀose ɀamunoɗa kuti ʋanhu ʋakuitirei, muʋaitire nemi ʋo saiɀoɀo, nokuti ndiwo murairo naʋaprofita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 “Saka zvinhu zvose zvamunoda kuti vanhu vakuitirei, muvaitire nemiwo saizvozvo, nokuti ndiwo murayiro navaporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvose zvamungade kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo saizvozvo nokuti uyu ndiwo mutemo navaporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvose zvamungade kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo saizvozvo nokuti uyu ndiwo mutemo navaporofita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Saka muzvinhu zvose itirai vamwe zvamunoda kuti vakuitirei imi, nokuti izvi ndizvo Murayiro naVaprofita. Viz kapitola |