Mateo 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakakomborerwa zvavo vane nzara nenyota yoururami nokuti vachagutswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakaropafadzwa ʋanenzara nenyota yokururama; nokuti ʋacagutiswa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Vakaropafadzwa vane nzara nenyota yoururami; nokuti vachagutiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakakomborerwa zvavo vane nzara nenyota yoururami nokuti vachagutswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vakakomborerwa zvavo vane nzara nenyota yoururami nokuti vachagutswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vakaropafadzwa avo vane nzara nenyota yokuita zvakarurama nokuti vachagutswa kwazvo. Viz kapitola |